Pisarema 14:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Pavanhu vanoita zvinhu zvinokuvadza hapana vane zivo here,+Zvavanodya vanhu vangu sokudya kwavanoita chingwa?+Havana kana kumbodana Jehovha.+ Hosiya 7:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Vose zvavo vanopisa sezvinoita vira, uye vanoparadza vatongi vavo. Madzimambo avo ose akawa;+ hapana kana mumwe wawo anoshevedzera kwandiri.+
4 Pavanhu vanoita zvinhu zvinokuvadza hapana vane zivo here,+Zvavanodya vanhu vangu sokudya kwavanoita chingwa?+Havana kana kumbodana Jehovha.+
7 Vose zvavo vanopisa sezvinoita vira, uye vanoparadza vatongi vavo. Madzimambo avo ose akawa;+ hapana kana mumwe wawo anoshevedzera kwandiri.+