Dheuteronomi 28:63 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 63 “Zvino Jehovha zvaakafara kwazvo kuti akuitirei zvakanaka nokuita kuti muwande,+ saizvozvo Jehovha achafara kwazvo kuti akuparadzei nokukutsakatisai;+ uye muchangobviswa panyika yamuri kuenda kunotora kuti ive yenyu.+ Ezekieri 9:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Urayai akwegura, jaya nemhandara nomwana muduku nevakadzi+—muvaparadze chose. Asi musaswedera kumunhu chero upi zvake ane chiratidzo,+ mutangire panzvimbo yangu tsvene.”+ Naizvozvo vakatanga nevakwegura vakanga vari pamberi peimba yacho.+
63 “Zvino Jehovha zvaakafara kwazvo kuti akuitirei zvakanaka nokuita kuti muwande,+ saizvozvo Jehovha achafara kwazvo kuti akuparadzei nokukutsakatisai;+ uye muchangobviswa panyika yamuri kuenda kunotora kuti ive yenyu.+
6 Urayai akwegura, jaya nemhandara nomwana muduku nevakadzi+—muvaparadze chose. Asi musaswedera kumunhu chero upi zvake ane chiratidzo,+ mutangire panzvimbo yangu tsvene.”+ Naizvozvo vakatanga nevakwegura vakanga vari pamberi peimba yacho.+