1 Makoronike 28:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Mambo Dhavhidhi akabva asimuka, akati: “Ndinzwei, hama dzangu nevanhu vangu. Ndaiva nechido mumwoyo+ mangu chokuti ndivake imba yokuti areka yesungano yaJehovha izororere uye ive chitsiko+ chetsoka dzaMwari wedu, uye ndakanga ndagadzirira kuvaka.+ Mabasa 7:48 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 48 Kunyange zvakadaro, Wokumusorosoro haagari mudzimba dzakavakwa nemaoko;+ sokutaura kunoita muprofita kuti,
2 Mambo Dhavhidhi akabva asimuka, akati: “Ndinzwei, hama dzangu nevanhu vangu. Ndaiva nechido mumwoyo+ mangu chokuti ndivake imba yokuti areka yesungano yaJehovha izororere uye ive chitsiko+ chetsoka dzaMwari wedu, uye ndakanga ndagadzirira kuvaka.+
48 Kunyange zvakadaro, Wokumusorosoro haagari mudzimba dzakavakwa nemaoko;+ sokutaura kunoita muprofita kuti,