Isaya 60:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Tarira kumativi ose uone! Ivo vose zvavo vaungana;+ vauya kwauri.+ Vanakomana vako vanoramba vachiuya vachibva kure, vanasikana vako vachatarisirwa vakatakurwa parutivi.+
4 “Tarira kumativi ose uone! Ivo vose zvavo vaungana;+ vauya kwauri.+ Vanakomana vako vanoramba vachiuya vachibva kure, vanasikana vako vachatarisirwa vakatakurwa parutivi.+