Pisarema 94:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti Jehovha haazoregi vanhu vake,+Uyewo haazosiyi nhaka yake.+ Jeremiya 31:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 “‘Kudai mirau iyi yaigona kubviswa pamberi pangu,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha ‘vaya vari vana vaIsraeri vaigonawo kurega kuva rudzi pamberi pangu nguva dzose.’”+
36 “‘Kudai mirau iyi yaigona kubviswa pamberi pangu,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha ‘vaya vari vana vaIsraeri vaigonawo kurega kuva rudzi pamberi pangu nguva dzose.’”+