Joshua 7:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Joshua akabva atuma varume kuti vabve muJeriko vaende kuguta reAi,+ riri pedyo neBheti-avheni,+ kumabvazuva kweBheteri,+ akati kwavari: “Endai munosora nyika.” Naizvozvo varume vacho vakaenda, vakasora Ai.+
2 Joshua akabva atuma varume kuti vabve muJeriko vaende kuguta reAi,+ riri pedyo neBheti-avheni,+ kumabvazuva kweBheteri,+ akati kwavari: “Endai munosora nyika.” Naizvozvo varume vacho vakaenda, vakasora Ai.+