Hagai 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Nokuti zvanzi naJehovha wemauto, ‘Zvakare—kwasara nguva duku+—ndichazunungusa matenga nenyika negungwa nenyika yakaoma.’+ Hagai 2:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 “Iti kuna Zerubhabheri gavhuna waJudha,+ ‘Ndichazunungusa matenga nenyika.+
6 “Nokuti zvanzi naJehovha wemauto, ‘Zvakare—kwasara nguva duku+—ndichazunungusa matenga nenyika negungwa nenyika yakaoma.’+