RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Esteri 8:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Pazuva iroro Mambo Ahashivheroshi akapa mambokadzi Esteri imba yaHamani,+ uya aivenga vaJudha;+ uye Modhekai akauya pamberi pamambo, nokuti Esteri akanga ataura kuti aiva ani wake.+

  • Esteri 9:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Machinda+ ose ematunhu nemachinda+ nemagavhuna nevanhu vaiita basa+ ramambo vakanga vachibatsira vaJudha, nokuti vakanga vabatwa nokutya+ Modhekai.

  • Isaya 60:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 “Vanakomana vevaya vari kukutambudza vachauya kwauri, vachikotama;+ vaya vose vasingakuremekedzi vachakotama patsoka dzako,+ uye vachakutumidza kuti guta raJehovha, Ziyoni+ roMutsvene waIsraeri.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe