2 Madzimambo 24:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Akatapa+ Jerusarema rose nemachinda ose+ nevarume vose vakashinga, vaiva nesimba+—akatapa vane zviuru gumi—nemhizha+ dzose nevavaki vemasvingo okudzivirira nawo. Hapana akasiyiwa kunze kwevanhu vakaderera+ vomunyika yacho. 2 Madzimambo 25:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nebhuzaradhani mukuru wevarindi akatapa+ vamwe vanhu vose+ vakanga vasiyiwa muguta nevakanga vatiza, vaya vakanga vaenda kuna mambo weBhabhironi nevamwe vanhu vose. Isaya 43:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvanzi naJehovha, Mudzikinuri wenyu,+ Mutsvene waIsraeri:+ “Ndichatuma vanhu kuBhabhironi nokuda kwenyu uye ndichawisira pasi mizariro yemajeri,+ nevaKadheya vari mungarava vachirira.+
14 Akatapa+ Jerusarema rose nemachinda ose+ nevarume vose vakashinga, vaiva nesimba+—akatapa vane zviuru gumi—nemhizha+ dzose nevavaki vemasvingo okudzivirira nawo. Hapana akasiyiwa kunze kwevanhu vakaderera+ vomunyika yacho.
11 Nebhuzaradhani mukuru wevarindi akatapa+ vamwe vanhu vose+ vakanga vasiyiwa muguta nevakanga vatiza, vaya vakanga vaenda kuna mambo weBhabhironi nevamwe vanhu vose.
14 Zvanzi naJehovha, Mudzikinuri wenyu,+ Mutsvene waIsraeri:+ “Ndichatuma vanhu kuBhabhironi nokuda kwenyu uye ndichawisira pasi mizariro yemajeri,+ nevaKadheya vari mungarava vachirira.+