Isaya 13:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Tarira! Zuva raJehovha riri kuuya, riine utsinye nokuda kwokushatirwa kukuru nokutsamwa kukuru, kuti riite nyika chinhu chinokatyamadza,+ uye kuti ritsakatise vatadzi vepanyika.+ Zvakazarurwa 18:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Yakashevedzera nenzwi rakasimba,+ ichiti: “Rawa! Bhabhironi Guru rawa,+ uye rava nzvimbo inogarwa nemadhimoni uye nzvimbo inovanda mhepo yose isina kuchena+ uye nzvimbo inovanda shiri dzose dzisina kuchena nedzinovengwa!+
9 “Tarira! Zuva raJehovha riri kuuya, riine utsinye nokuda kwokushatirwa kukuru nokutsamwa kukuru, kuti riite nyika chinhu chinokatyamadza,+ uye kuti ritsakatise vatadzi vepanyika.+
2 Yakashevedzera nenzwi rakasimba,+ ichiti: “Rawa! Bhabhironi Guru rawa,+ uye rava nzvimbo inogarwa nemadhimoni uye nzvimbo inovanda mhepo yose isina kuchena+ uye nzvimbo inovanda shiri dzose dzisina kuchena nedzinovengwa!+