Isaya 21:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvino tarirai, kuri kuuya ngoro yehondo ine varume, ichikweviwa nemabhiza maviri ehondo!”+ Akashevedzera, achiti: “Rawa! Bhabhironi rawa,+ uye iye aputsira pasi mifananidzo yose yakavezwa yavanamwari varo!”+ Jeremiya 51:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Bhabhironi rangoerekana rawa, zvokuti raputsika.+ Ungudzai pamusoro paro.+ Zorai bharisamu nokuda kwokurwadziwa kwaro.+ Zvichida ringaporeswa.” Zvakazarurwa 14:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Imwe ngirozi yechipiri, yakatevera, ichiti: “Rawa! Bhabhironi+ Guru rawa,+ iro rakaita kuti marudzi ose anwe waini+ yokutsamwa youfeve hwaro!”+
9 Zvino tarirai, kuri kuuya ngoro yehondo ine varume, ichikweviwa nemabhiza maviri ehondo!”+ Akashevedzera, achiti: “Rawa! Bhabhironi rawa,+ uye iye aputsira pasi mifananidzo yose yakavezwa yavanamwari varo!”+
8 Bhabhironi rangoerekana rawa, zvokuti raputsika.+ Ungudzai pamusoro paro.+ Zorai bharisamu nokuda kwokurwadziwa kwaro.+ Zvichida ringaporeswa.”
8 Imwe ngirozi yechipiri, yakatevera, ichiti: “Rawa! Bhabhironi+ Guru rawa,+ iro rakaita kuti marudzi ose anwe waini+ yokutsamwa youfeve hwaro!”+