Pisarema 106:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Akanga ava kuda kuvatsakatisa,+Dai asiri Mosesi munhu wake waakasarudza,Uyo akamira pakanga paputsika pamberi pake,+Kuti adzore hasha dzake arege kuvaparadza.+ Ezekieri 22:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 “‘Ndakaramba ndichitsvaka murume pakati pavo angagadzira rusvingo rwematombo+ uye angamira pakaputsika+ pamberi pangu nokuda kwenyika yacho, kuti ini ndirege kuiparadza;+ asi handina wandakawana.
23 Akanga ava kuda kuvatsakatisa,+Dai asiri Mosesi munhu wake waakasarudza,Uyo akamira pakanga paputsika pamberi pake,+Kuti adzore hasha dzake arege kuvaparadza.+
30 “‘Ndakaramba ndichitsvaka murume pakati pavo angagadzira rusvingo rwematombo+ uye angamira pakaputsika+ pamberi pangu nokuda kwenyika yacho, kuti ini ndirege kuiparadza;+ asi handina wandakawana.