Jeremiya 8:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “Takagarireiko pasi? Unganai, tipinde mumaguta akavakirirwa,+ tinyarare tiri imomo. Nokuti Jehovha Mwari wedu aita kuti tinyarare,+ uye anotipa mvura ine muchetura kuti tinwe,+ nokuti takatadzira Jehovha. Jeremiya 9:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 naizvozvo zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri, ‘Tarirai ndichavadyisa, ivo vanhu ava, muti unovava,+ uye ndichavanwisa mvura ine muchetura;+
14 “Takagarireiko pasi? Unganai, tipinde mumaguta akavakirirwa,+ tinyarare tiri imomo. Nokuti Jehovha Mwari wedu aita kuti tinyarare,+ uye anotipa mvura ine muchetura kuti tinwe,+ nokuti takatadzira Jehovha.
15 naizvozvo zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri, ‘Tarirai ndichavadyisa, ivo vanhu ava, muti unovava,+ uye ndichavanwisa mvura ine muchetura;+