Jeremiya 27:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “‘“‘Asi imi, musateerera vaprofita+ venyu nevashoperi venyu nevaroti+ venyu nevaiti venyu vezvemashiripiti nevaroyi+ venyu, vari kuti kwamuri: “Hamuzoshandiri mambo weBhabhironi.”+ Jeremiya 29:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokuti zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri: “Vaprofita venyu vari pakati penyu nevashoperi venyu ngavarege kukunyengerai,+ uye musateerera hope dzavo dzavari kurota.+
9 “‘“‘Asi imi, musateerera vaprofita+ venyu nevashoperi venyu nevaroti+ venyu nevaiti venyu vezvemashiripiti nevaroyi+ venyu, vari kuti kwamuri: “Hamuzoshandiri mambo weBhabhironi.”+
8 Nokuti zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri: “Vaprofita venyu vari pakati penyu nevashoperi venyu ngavarege kukunyengerai,+ uye musateerera hope dzavo dzavari kurota.+