Jeremiya 14:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Jehovha akati kwandiri: “Vaprofita vacho vari kuprofita nhema nezita rangu.+ Handina kuvatuma, uyewo handina kuvarayira kana kutaura navo.+ Vari kutaura vachiprofita kwamuri zvinhu zvakaratidzwa zvenhema nokushopera uye chinhu chisina zvachinobatsira+ nokunyengera kwemwoyo yavo.+ Jeremiya 27:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “‘Nokuti handina kuvatuma,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘asi vari kuprofita nezita rangu zvenhema, zvokuti ndichakuparadzirai,+ uye muchaparara,+ imi nevaprofita vari kukuprofitirai.’”+ Jeremiya 29:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti ‘vari kukuprofitirai nhema nezita rangu. Handina kuvatuma,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha.”’”
14 Jehovha akati kwandiri: “Vaprofita vacho vari kuprofita nhema nezita rangu.+ Handina kuvatuma, uyewo handina kuvarayira kana kutaura navo.+ Vari kutaura vachiprofita kwamuri zvinhu zvakaratidzwa zvenhema nokushopera uye chinhu chisina zvachinobatsira+ nokunyengera kwemwoyo yavo.+
15 “‘Nokuti handina kuvatuma,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘asi vari kuprofita nezita rangu zvenhema, zvokuti ndichakuparadzirai,+ uye muchaparara,+ imi nevaprofita vari kukuprofitirai.’”+