Jeremiya 7:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Tarirai muri kuvimba nemashoko enhema—hazvizobatsiri zvachose.+ Mariro 2:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Vaprofita vako vakaona zvinhu zvisina zvazvinobatsira nezvisingagutsi nokuda kwako,+Havana kubudisa pachena kukanganisa kwako kuti vabvise kutapwa kwako,+Asi vakaramba vachiratidzwa zvirevo zvisina zvazvinobatsira uye zvinotsausa nokuda kwako.+ Mateu 15:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Varegei vakadaro. Ivo vatungamiriri mapofu. Zvino, kana bofu rikatungamirira bofu, ose ari maviri achawira mugomba.”+
14 Vaprofita vako vakaona zvinhu zvisina zvazvinobatsira nezvisingagutsi nokuda kwako,+Havana kubudisa pachena kukanganisa kwako kuti vabvise kutapwa kwako,+Asi vakaramba vachiratidzwa zvirevo zvisina zvazvinobatsira uye zvinotsausa nokuda kwako.+
14 Varegei vakadaro. Ivo vatungamiriri mapofu. Zvino, kana bofu rikatungamirira bofu, ose ari maviri achawira mugomba.”+