18 “‘Ndichavatevera nebakatwa, nenzara uye nedenda, uye ndichavaita chinhu chinodederesa umambo hwose hwepanyika,+ chinhu chinotukwa uye chinhu chinokatyamadza, chinhu chokuridzira muridzo uye chinozvidzwa pakati pemarudzi ose andichavaparadzira kwaari,+