RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 26:33
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 33 Ndichakuparadzirai pakati pemarudzi,+ ndichavhomora bakatwa shure kwenyu;+ nyika yenyu ichava nzvimbo isina chinhu,+ uye maguta enyu achava matongo.

  • Dheuteronomi 4:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Jehovha achakuparadzirai pakati pemamwe marudzi,+ uye muchasiyiwa muri vashoma+ pakati pemarudzi amuchadzingirwa kwaari naJehovha.

  • Nehemiya 1:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 “Ndapota, yeukai+ shoko ramakarayira mushumiri wenyu Mosesi, muchiti, ‘Kana mukava vasina kutendeka, ndichakuparadzirai pakati pemarudzi acho.+

  • Ruka 21:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 vachaparadzwa nomuromo webakatwa uye vachaendeswa kumarudzi ose vari nhapwa;+ uye Jerusarema richatsikwa-tsikwa nemamwe marudzi, kusvikira nguva dzakatarwa+ dzemamwe marudzi dzakwana.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe