Isaya 42:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Jehovha achabuda sezvinoita murume ane simba.+ Achamutsa kushingaira somurwi.+ Achashevedzera, chokwadi achashevedzera nokuda kwehondo;+ achava nesimba kwazvo pavavengi vake.+ Joeri 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Jehovha achadzvova ari muZiyoni, uye achaita kuti inzwi rake rinzwike ari muJerusarema.+ Denga nenyika zvichazununguka;+ asi Jehovha achava nzvimbo yokupotera yevanhu vake,+ nenhare nokuda kwevanakomana vaIsraeri.+ Amosi 1:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Akati: “Jehovha—achadzvova ari muZiyoni,+ achaita kuti inzwi rake rinzwike+ ari muJerusarema; mafuro evafudzi achachema, uye pamusoro peKameri pachaoma.”+
13 Jehovha achabuda sezvinoita murume ane simba.+ Achamutsa kushingaira somurwi.+ Achashevedzera, chokwadi achashevedzera nokuda kwehondo;+ achava nesimba kwazvo pavavengi vake.+
16 Jehovha achadzvova ari muZiyoni, uye achaita kuti inzwi rake rinzwike ari muJerusarema.+ Denga nenyika zvichazununguka;+ asi Jehovha achava nzvimbo yokupotera yevanhu vake,+ nenhare nokuda kwevanakomana vaIsraeri.+
2 Akati: “Jehovha—achadzvova ari muZiyoni,+ achaita kuti inzwi rake rinzwike+ ari muJerusarema; mafuro evafudzi achachema, uye pamusoro peKameri pachaoma.”+