1 Samueri 25:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino muMaoni+ maiva nomumwe murume, uye aishandira muKameri.+ Murume wacho akanga ari mukuru kwazvo, akanga aine makwai zviuru zvitatu nembudzi chiuru; uye aiveura+ makwai ake muKameri. Isaya 33:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nyika iri kuchema, yaoma.+ Rebhanoni ratsverudzwa;+ raparara. Sharoni+ rava sebani rerenje; uye Bhashani neKameri ari kuzunza mashizha awo.+ Nahumi 1:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Anotuka gungwa+ uye anoriomesa; uye anoomesa nzizi dzose.+ Bhashani neKameri zvaoma,+ uye ruva reRebhanoni raoma.
2 Zvino muMaoni+ maiva nomumwe murume, uye aishandira muKameri.+ Murume wacho akanga ari mukuru kwazvo, akanga aine makwai zviuru zvitatu nembudzi chiuru; uye aiveura+ makwai ake muKameri.
9 Nyika iri kuchema, yaoma.+ Rebhanoni ratsverudzwa;+ raparara. Sharoni+ rava sebani rerenje; uye Bhashani neKameri ari kuzunza mashizha awo.+
4 Anotuka gungwa+ uye anoriomesa; uye anoomesa nzizi dzose.+ Bhashani neKameri zvaoma,+ uye ruva reRebhanoni raoma.