Numeri 35:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 “‘Musasvibisa nyika yamugere; nokuti ropa ndiro rinosvibisa nyika,+ uye nyika haingayananisirwi pamusoro peropa rakateurirwa pairi kunze kwokushandisa ropa romunhu anoriteura.+ Dheuteronomi 19:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 kuti parege kuva neropa risina mhosva+ pakati penyika yako rinoteurwa pakati penyika yako yauri kupiwa naJehovha Mwari wako kuti ive nhaka, uye parege kuva nemhosva yeropa inova pauri.+ Zvirevo 6:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 maziso anozvikudza,+ rurimi runoreva nhema,+ maoko anoteura ropa risina mhosva,+
33 “‘Musasvibisa nyika yamugere; nokuti ropa ndiro rinosvibisa nyika,+ uye nyika haingayananisirwi pamusoro peropa rakateurirwa pairi kunze kwokushandisa ropa romunhu anoriteura.+
10 kuti parege kuva neropa risina mhosva+ pakati penyika yako rinoteurwa pakati penyika yako yauri kupiwa naJehovha Mwari wako kuti ive nhaka, uye parege kuva nemhosva yeropa inova pauri.+