Dheuteronomi 21:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Asi iwe—uchabvisa mhosva yeropa risina mhaka pakati pako,+ nokuti uchaita zvakarurama pamberi paJehovha.+ 2 Madzimambo 21:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Manase akateurawo ropa risina mhosva+ rakawanda kwazvo, kusvikira azadza Jerusarema kubvira kune mumwe mugumo kusvikira kune mumwe mugumo, tisingabatanidzi chivi chake chaakatadzisa Judha nacho nokuita zvakaipa pamberi paJehovha.+ Zvirevo 6:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 maziso anozvikudza,+ rurimi runoreva nhema,+ maoko anoteura ropa risina mhosva,+ Jeremiya 7:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 kana mukasadzvinyirira mutorwa, nherera uye chirikadzi,+ mukasateura ropa risina mhosva munzvimbo ino,+ mukasatevera vamwe vanamwari kuti muzviunzire dambudziko,+ Jona 1:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvino vakashevedzera kuna Jehovha vakati:+ “Aa, tapota haiwa Jehovha, ngatirege kuparara nokuda kwomweya womurume uyu! Haiwa Jehovha, musaisa ropa risina mhosva patiri,+ imi zvamaita maererano nezvamada!”+ Mateu 27:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 achiti: “Ndakatadza pandakatengesa ropa rakarurama.”+ Ivo vakati: “Izvozvo zvinei nesu? Unofanira kuzvionera!”+
9 Asi iwe—uchabvisa mhosva yeropa risina mhaka pakati pako,+ nokuti uchaita zvakarurama pamberi paJehovha.+
16 Manase akateurawo ropa risina mhosva+ rakawanda kwazvo, kusvikira azadza Jerusarema kubvira kune mumwe mugumo kusvikira kune mumwe mugumo, tisingabatanidzi chivi chake chaakatadzisa Judha nacho nokuita zvakaipa pamberi paJehovha.+
6 kana mukasadzvinyirira mutorwa, nherera uye chirikadzi,+ mukasateura ropa risina mhosva munzvimbo ino,+ mukasatevera vamwe vanamwari kuti muzviunzire dambudziko,+
14 Zvino vakashevedzera kuna Jehovha vakati:+ “Aa, tapota haiwa Jehovha, ngatirege kuparara nokuda kwomweya womurume uyu! Haiwa Jehovha, musaisa ropa risina mhosva patiri,+ imi zvamaita maererano nezvamada!”+
4 achiti: “Ndakatadza pandakatengesa ropa rakarurama.”+ Ivo vakati: “Izvozvo zvinei nesu? Unofanira kuzvionera!”+