2 Madzimambo 3:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino Mesha+ mambo weMoabhi akava munhu anopfuwa makwai, uye airipa mambo waIsraeri makwayana zviuru zana nemakondohwe asina kuveurwa zviuru zana. Jeremiya 48:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 48 Zvanzi naJehovha wemauto,+ Mwari waIsraeri, pamusoro peMoabhi:+ “Nebho+ rine nhamo, nokuti rapambwa! Kiriyataimu+ ranyadziswa, ratorwa. Nzvimbo yakakwirira yakachengeteka yanyadziswa uye yavhundutswa.+ Ezekieri 25:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha, ‘Moabhi+ neSeiri+ zvadzakati: “Tarirai! Imba yaJudha yakaita semamwe marudzi ose,”+ Amosi 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Zvanzi naJehovha, ‘“Handizoregi kuranga Moabhi+ nokuti akamukira katatu, uye nokuti akamukira kana, nokuti akapisa mapfupa amambo weEdhomu kuti aite madota.+
4 Zvino Mesha+ mambo weMoabhi akava munhu anopfuwa makwai, uye airipa mambo waIsraeri makwayana zviuru zana nemakondohwe asina kuveurwa zviuru zana.
48 Zvanzi naJehovha wemauto,+ Mwari waIsraeri, pamusoro peMoabhi:+ “Nebho+ rine nhamo, nokuti rapambwa! Kiriyataimu+ ranyadziswa, ratorwa. Nzvimbo yakakwirira yakachengeteka yanyadziswa uye yavhundutswa.+
8 “Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha, ‘Moabhi+ neSeiri+ zvadzakati: “Tarirai! Imba yaJudha yakaita semamwe marudzi ose,”+
2 “Zvanzi naJehovha, ‘“Handizoregi kuranga Moabhi+ nokuti akamukira katatu, uye nokuti akamukira kana, nokuti akapisa mapfupa amambo weEdhomu kuti aite madota.+