Jeremiya 48:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 48 Zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri, pamusoro peMoabhi:+ “Nebho+ ine nhamo, nekuti yaparadzwa! Kiriyataimu+ yanyadziswa uye yatorwa. Nzvimbo yekupotera* yanyadziswa uye yavhundutswa.+
48 Zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri, pamusoro peMoabhi:+ “Nebho+ ine nhamo, nekuti yaparadzwa! Kiriyataimu+ yanyadziswa uye yatorwa. Nzvimbo yekupotera* yanyadziswa uye yavhundutswa.+