RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 23:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Nyara, haiwa iwe Sidhoni;+ haiwa iwe nhare yegungwa, nokuti gungwa rati: “Handina kumborwadziwa nokusununguka, uye handina kumbobereka, kana kurera majaya, kana kukudza mhandara.”+

  • Jeremiya 25:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 nemadzimambo ose eTire+ nemadzimambo ose eSidhoni+ nemadzimambo echitsuwa chiri munzvimbo yegungwa;

  • Ezekieri 28:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 “Mwanakomana womunhu, tarira kuSidhoni,+ uriprofitire.

  • Joeri 3:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 “Muneiwo chokuita neni, haiwa Tire neSidhoni+ nemi nzvimbo dzose dzeFiristiya?+ Izvi zvamuri kundiitira ndiwo mubayiro wacho here? Kana muchindiitira zvakadai, ndichatsiva zvamunondiitira pamisoro yenyu nokukurumidza,+ nokuchimbidza.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe