RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 9:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Zvino Jehu akabuda, akaenda kuvashandi vashe wake, ivo vakati kwaari: “Kwakanaka here?+ Benzi+ iri ravingei kwauri?” Asi iye akati kwavari: “Imi munonyatsoziva murume wacho uye matauriro ake.”

  • Hosiya 9:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 “Mazuva okufungwa nezvawo achasvika;+ mazuva okutsiva zvakakodzera achasvika.+ Vaya vaIsraeri vachazviziva.+ Muprofita achava benzi,+ munhu anotaura zvakafuridzirwa achapengeswa nokuwanda kwokukanganisa kwako,+ uyewo ruvengo ruchawanda.”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe