RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 31:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 “Panguva iyoyo,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “ndichava Mwari wemhuri dzose dzaIsraeri; uye ivo vachava vanhu vangu.”+

  • Ezekieri 36:28
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 28 Muchagara munyika yandakapa madzitateguru enyu,+ muchava vanhu vangu uye ini ndichava Mwari wenyu.’+

  • VaHebheru 8:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 “‘Nokuti iyi ndiyo sungano yandichaita neimba yaIsraeri pashure pemazuva iwayo,’ ndizvo zvinotaura Jehovha. ‘Ndichaisa mitemo yangu mupfungwa dzavo, uye ndichainyora mumwoyo mavo.+ Ndichava Mwari wavo,+ uye ivo vachava vanhu vangu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe