Hosiya 11:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Ndingakusiya sei, haiwa iwe Efremu?+ Ndingakurega sei, haiwa iwe Israeri?+ Ndingakuita seAdma sei?+ Ndingakufananidza neZebhoimu sei?+ Mwoyo wangu wachinja mukati mangu;+ uye panguva imwe chete ndava kunzwa tsitsi kwazvo.
8 “Ndingakusiya sei, haiwa iwe Efremu?+ Ndingakurega sei, haiwa iwe Israeri?+ Ndingakuita seAdma sei?+ Ndingakufananidza neZebhoimu sei?+ Mwoyo wangu wachinja mukati mangu;+ uye panguva imwe chete ndava kunzwa tsitsi kwazvo.