Isaya 35:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Nyika yakaoma nokupisa ichange yaita sedziva rine tsanga zhinji, nyika yakaoma ichange yaita sezvitubu zvemvura.+ Munzvimbo inogara hunguhwe,+ iyo nzvimbo yadzo yokuzororera muchava nouswa hwakasvibirira netsanga nenhokwe.+ Isaya 49:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Havazovi nenzara,+ uyewo havazovi nenyota,+ uyewo havazopiswi nokupisa kukuru kana kuti nezuva.+ Nokuti Iye ari kuvanzwira tsitsi achavatungamirira,+ uye achavaendesa kuzvitubu zvemvura.+
7 Nyika yakaoma nokupisa ichange yaita sedziva rine tsanga zhinji, nyika yakaoma ichange yaita sezvitubu zvemvura.+ Munzvimbo inogara hunguhwe,+ iyo nzvimbo yadzo yokuzororera muchava nouswa hwakasvibirira netsanga nenhokwe.+
10 Havazovi nenzara,+ uyewo havazovi nenyota,+ uyewo havazopiswi nokupisa kukuru kana kuti nezuva.+ Nokuti Iye ari kuvanzwira tsitsi achavatungamirira,+ uye achavaendesa kuzvitubu zvemvura.+