Isaya 11:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Hazvizombokuvadzi+ kana kumboparadza pagomo rangu rose dzvene;+ nokuti nyika ichazara nokuziva Jehovha sokufukidzwa kwakaitwa gungwa nemvura.+ Jeremiya 24:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ndichadzipa mwoyo wokuti dzindizive,+ kuti ndini Jehovha; uye dzichava vanhu vangu,+ uye ini ndichava Mwari wadzo, nokuti dzichadzoka kwandiri nemwoyo yadzo yose.+ Habhakuki 2:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti nyika ichazara nokuziva kubwinya kwaJehovha, sokufukidzwa kunoitwa gungwa nemvura.+ VaHebheru 8:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “‘Mumwe nomumwe haangazombodzidzisi wokwake uye mumwe nomumwe hama yake, achiti: “Ziva Jehovha!”+ Nokuti vose vachandiziva,+ kubvira kumuduku wavo kusvikira kumukuru wavo.
9 Hazvizombokuvadzi+ kana kumboparadza pagomo rangu rose dzvene;+ nokuti nyika ichazara nokuziva Jehovha sokufukidzwa kwakaitwa gungwa nemvura.+
7 Ndichadzipa mwoyo wokuti dzindizive,+ kuti ndini Jehovha; uye dzichava vanhu vangu,+ uye ini ndichava Mwari wadzo, nokuti dzichadzoka kwandiri nemwoyo yadzo yose.+
11 “‘Mumwe nomumwe haangazombodzidzisi wokwake uye mumwe nomumwe hama yake, achiti: “Ziva Jehovha!”+ Nokuti vose vachandiziva,+ kubvira kumuduku wavo kusvikira kumukuru wavo.