Pisarema 25:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Jehovha akanaka uye akarurama.+Ndokusaka achirayiridza vatadzi nezvenzira yakarurama.+ Zekariya 9:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokuti, haiwa, kunaka kwake kukuru sei,+ uye runako rwake rukuru sei!+ Zviyo ndizvo zvichaita kuti majaya akure, uye waini itsva ndiyo ichaita kuti mhandara dzikure.”+ Mako 10:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Jesu akati kwaari: “Nei uchinditi akanaka?+ Hapana munhu akanaka, kunze kwomumwe chete, iye Mwari.+
17 Nokuti, haiwa, kunaka kwake kukuru sei,+ uye runako rwake rukuru sei!+ Zviyo ndizvo zvichaita kuti majaya akure, uye waini itsva ndiyo ichaita kuti mhandara dzikure.”+
18 Jesu akati kwaari: “Nei uchinditi akanaka?+ Hapana munhu akanaka, kunze kwomumwe chete, iye Mwari.+