Isaya 48:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 48 Chinzwai izvi, haiwa imi imba yaJakobho, imi munozvishevedza nezita raIsraeri+ nemi makabuda mumvura yaJudha,+ imi munopika nezita raJehovha+ uye munotaura nezvaMwari waIsraeri,+ kwete nechokwadi uye kwete nokururama.+
48 Chinzwai izvi, haiwa imi imba yaJakobho, imi munozvishevedza nezita raIsraeri+ nemi makabuda mumvura yaJudha,+ imi munopika nezita raJehovha+ uye munotaura nezvaMwari waIsraeri,+ kwete nechokwadi uye kwete nokururama.+