Jeremiya 52:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Vakabva vabata mambo, vakaenda naye kwaiva namambo weBhabhironi+ kuRibra+ munyika yeHamati,+ kuti amutonge.+
9 Vakabva vabata mambo, vakaenda naye kwaiva namambo weBhabhironi+ kuRibra+ munyika yeHamati,+ kuti amutonge.+