Pisarema 51:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvibayiro kuna Mwari ndiwo mwoyo wakaputsika;+Haiwa Mwari, hamuzozvidzi mwoyo wakaputsika nowakapwanyika.+
17 Zvibayiro kuna Mwari ndiwo mwoyo wakaputsika;+Haiwa Mwari, hamuzozvidzi mwoyo wakaputsika nowakapwanyika.+