Jeremiya 43:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ivo vakazosvika munyika yeIjipiti,+ nokuti havana kuteerera inzwi raJehovha; uye zvishoma nezvishoma vakasvika kuTapanhesi.+
7 Ivo vakazosvika munyika yeIjipiti,+ nokuti havana kuteerera inzwi raJehovha; uye zvishoma nezvishoma vakasvika kuTapanhesi.+