Isaya 5:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti maeka+ gumi omunda wemizambiringa achabudisa bhati rimwe chete,+ uye chiyero chehomeri chembeu chichabudisa chiyero cheefa bedzi.+ Isaya 7:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 “Zvino nezuva iroro nzvimbo dzose dzaichimbova nemizambiringa ine chiuru, inokosha masirivha chiuru,+ dzichava dzemakwenzi ane minzwa nedzemasora.+
10 Nokuti maeka+ gumi omunda wemizambiringa achabudisa bhati rimwe chete,+ uye chiyero chehomeri chembeu chichabudisa chiyero cheefa bedzi.+
23 “Zvino nezuva iroro nzvimbo dzose dzaichimbova nemizambiringa ine chiuru, inokosha masirivha chiuru,+ dzichava dzemakwenzi ane minzwa nedzemasora.+