Genesisi 25:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino aya ndiwo mazita evanakomana vaIshmaeri, maererano nemazita avo, maererano nekwakabva mhuri dzavo: Dangwe raIshmaeri raiva Nebhayoti,+ kwouya Kedhari+ naAdbheeri naMibsamu+ 1 Makoronike 1:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Uku ndiko kwakabva mhuri dzavo: Dangwe raIshmaeri raiva Nebhayoti,+ kwouya Kedhari+ naAdbheeri naMibsamu,+ Isaya 42:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Renje+ nemaguta aro ngazvishevedzere, misha inogarwa naKedhari.+ Vagari vomuibwe+ ngavashevedzere vachifara. Vanhu ngavashevedzere zvinonzwika vari pamusoro pemakomo. Jeremiya 2:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “‘Asi yambukirai kunyika dzevaKitimu+ dziri mumhenderekedzo yegungwa muone. Tumirai shoko kuKedhari+ munyatsofungisisa, muone kana chinhu chakadai chakaitika.+ Ezekieri 27:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 VaArabhu+ nemachinda ose aKedhari+ vaiva vatengesi vaikushandira. Vaiva vatengesi vako vemakwayana makono nemakondohwe nenhongo.+
13 Zvino aya ndiwo mazita evanakomana vaIshmaeri, maererano nemazita avo, maererano nekwakabva mhuri dzavo: Dangwe raIshmaeri raiva Nebhayoti,+ kwouya Kedhari+ naAdbheeri naMibsamu+
29 Uku ndiko kwakabva mhuri dzavo: Dangwe raIshmaeri raiva Nebhayoti,+ kwouya Kedhari+ naAdbheeri naMibsamu,+
11 Renje+ nemaguta aro ngazvishevedzere, misha inogarwa naKedhari.+ Vagari vomuibwe+ ngavashevedzere vachifara. Vanhu ngavashevedzere zvinonzwika vari pamusoro pemakomo.
10 “‘Asi yambukirai kunyika dzevaKitimu+ dziri mumhenderekedzo yegungwa muone. Tumirai shoko kuKedhari+ munyatsofungisisa, muone kana chinhu chakadai chakaitika.+
21 VaArabhu+ nemachinda ose aKedhari+ vaiva vatengesi vaikushandira. Vaiva vatengesi vako vemakwayana makono nemakondohwe nenhongo.+