Isaya 14:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Iwe wakati mumwoyo mako, ‘Ndichakwira kumatenga.+ Ndichakwidza chigaro changu choumambo+ pamusoro penyeredzi+ dzaMwari, uye ndichagara pasi pagomo rokusanganira,+ kumativi ari kure kwazvo okuchamhembe.+ Isaya 47:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Kune Mudzikinuri wedu.+ Jehovha wemauto ndiro zita rake,+ Mutsvene waIsraeri.”+
13 Iwe wakati mumwoyo mako, ‘Ndichakwira kumatenga.+ Ndichakwidza chigaro changu choumambo+ pamusoro penyeredzi+ dzaMwari, uye ndichagara pasi pagomo rokusanganira,+ kumativi ari kure kwazvo okuchamhembe.+