Isaya 44:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Iye ari kuti kumvura yakadzika, ‘Ipwa; ndichaomesa nzizi dzako dzose’;+ Jeremiya 50:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Mvura yaro ichaoma, yopwa.+ Nokuti inyika yemifananidzo yakavezwa,+ uye vanoramba vachipenga nokuda kwezvavanoratidzwa zvinotyisa.
38 Mvura yaro ichaoma, yopwa.+ Nokuti inyika yemifananidzo yakavezwa,+ uye vanoramba vachipenga nokuda kwezvavanoratidzwa zvinotyisa.