Pisarema 74:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ndimi makatsemura chitubu norukova;+Imi makaomesa nzizi dzinogara dzichiyerera.+ Isaya 42:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ndichaparadza+ makomo nezvikomo, uye ndichaomesa zvinomera zvazvo zvose. Ndichashandura nzizi kuti dzive zvitsuwa, uye ndichaomesa madziva ane tsanga zhinji.+ Jeremiya 50:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Mvura yaro ichaoma, yopwa.+ Nokuti inyika yemifananidzo yakavezwa,+ uye vanoramba vachipenga nokuda kwezvavanoratidzwa zvinotyisa. Zvakazarurwa 16:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Yechitanhatu+ yakadururira ndiro yayo parwizi rukuru rwaYufratesi,+ mvura yarwo ikaoma,+ kuti nzira igadzirirwe madzimambo+ anobva kunobuda nako zuva.
15 Ndichaparadza+ makomo nezvikomo, uye ndichaomesa zvinomera zvazvo zvose. Ndichashandura nzizi kuti dzive zvitsuwa, uye ndichaomesa madziva ane tsanga zhinji.+
38 Mvura yaro ichaoma, yopwa.+ Nokuti inyika yemifananidzo yakavezwa,+ uye vanoramba vachipenga nokuda kwezvavanoratidzwa zvinotyisa.
12 Yechitanhatu+ yakadururira ndiro yayo parwizi rukuru rwaYufratesi,+ mvura yarwo ikaoma,+ kuti nzira igadzirirwe madzimambo+ anobva kunobuda nako zuva.