Isaya 13:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Bhabhironi, kushongedzwa kwoumambo,+ runako rwokudada kwevaKadheya,+ richava sepaya pakaparadzwa Sodhoma neGomora+ naMwari. Isaya 14:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 uchataura chirevo ichi pamusoro pamambo weBhabhironi woti: “Aishandisa vamwe aregedza sei, kudzvinyirira kwapera sei!+ Jeremiya 49:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Nei guta rairumbidzwa risina kusiyiwa, iro taundi rokupembera nomufaro?+ Dhanieri 4:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Mambo akapindura, akati:+ “Iri harisi Bhabhironi Guru, randakavaka kuti rive imba youmambo nesimba rangu guru+ uye nokuda kwokukudzwa kwouchangamire hwangu here?”+
19 Bhabhironi, kushongedzwa kwoumambo,+ runako rwokudada kwevaKadheya,+ richava sepaya pakaparadzwa Sodhoma neGomora+ naMwari.
4 uchataura chirevo ichi pamusoro pamambo weBhabhironi woti: “Aishandisa vamwe aregedza sei, kudzvinyirira kwapera sei!+
30 Mambo akapindura, akati:+ “Iri harisi Bhabhironi Guru, randakavaka kuti rive imba youmambo nesimba rangu guru+ uye nokuda kwokukudzwa kwouchangamire hwangu here?”+