RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 14:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Ipapo ndakati: “Maiwe, haiwa, Changamire Ishe Jehovha! Tarirai vaprofita vari kuti kwavari, ‘Hapana bakatwa ramuchaona, uye hapana nzara ichauya kwamuri, asi ndichakupai rugare rwechokwadi munzvimbo ino.’”+

  • Jeremiya 23:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Vari kutaura vataurazve nevaya vasingandiremekedzi vachiti, ‘Jehovha ati: “Muchava norugare.”’+ Vakaudza vanhu vose vari kufamba mukuoma kwemwoyo yavo+ kuti, ‘Hapana dambudziko richakuwirai.’+

  • Ezekieri 13:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 zvavakatsausa vanhu vangu, vachiti, “Kune rugare!” iko kusina rugare,+ uye kune munhu ari kuvaka madziro anokamuranisa, asi kune vaya vari kuadzurura nevhu jena+ vachizviitira pasina.’+

  • 1 VaTesaronika 5:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Chero panguva yavachati:+ “Rugare+ nokuchengeteka!” kuparadzwa+ kusingatarisirwi kuchabva kwakurumidza kuvawira sokurwadziwa kwomukadzi ane pamuviri;+ uye havangambopukunyuki.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe