Jeremiya 18:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Nokuti vanhu vangu vakandikanganwa+ pakuti vanokwidzira chimwe chinhu chisina zvachinobatsira utsi hwezvibayiro,+ uye pakuti vanogumbura vanhu munzira dzavo,+ iwo makwara ekare kare,+ kuti vafambe mumigwagwa, nzira isina kuumbiridzwa, Maraki 4:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Yeukai mutemo womushumiri wangu Mosesi wandakamurayira muHorebhi pamusoro pevaIsraeri vose, iyo mirau yangu nezvandakatonga.+
15 Nokuti vanhu vangu vakandikanganwa+ pakuti vanokwidzira chimwe chinhu chisina zvachinobatsira utsi hwezvibayiro,+ uye pakuti vanogumbura vanhu munzira dzavo,+ iwo makwara ekare kare,+ kuti vafambe mumigwagwa, nzira isina kuumbiridzwa,
4 “Yeukai mutemo womushumiri wangu Mosesi wandakamurayira muHorebhi pamusoro pevaIsraeri vose, iyo mirau yangu nezvandakatonga.+