Dheuteronomi 32:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Ivo vakaita kuti ndiitire chinhu chisiri mwari godo;+Vakanditsamwisa nezvidhori zvavo zvisina zvazvinobatsira;+Iniwo ndichaita kuti vave negodo nevasiri vanhu;+Ndichavagumbura norudzi rwemapenzi.+ Isaya 41:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Tarirai! Ivo vose chinhu chisipo. Mabasa avo haabatsiri. Mifananidzo yavo yakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa imhepo uye haisi yechokwadi.+ Jeremiya 10:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Haina zvainobatsira, ibasa rinosekesa.+ Ichaparara panguva yaichafungwa nezvayo.+
21 Ivo vakaita kuti ndiitire chinhu chisiri mwari godo;+Vakanditsamwisa nezvidhori zvavo zvisina zvazvinobatsira;+Iniwo ndichaita kuti vave negodo nevasiri vanhu;+Ndichavagumbura norudzi rwemapenzi.+
29 Tarirai! Ivo vose chinhu chisipo. Mabasa avo haabatsiri. Mifananidzo yavo yakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa imhepo uye haisi yechokwadi.+