Dheuteronomi 6:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Musatevera vamwe vanamwari, chero vanamwari vapi zvavo vemarudzi akakupoteredzai,+ Dheuteronomi 8:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 “Zvino kana mukangokanganwa Jehovha Mwari wenyu, mukatevera vamwe vanamwari movashumira uye movakotamira, ndinokupupurirai nhasi kuti muchaparara zvachose.+ Dheuteronomi 11:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 kutukwa,+ kana mukasateerera mirayiro yaJehovha Mwari+ wenyu uye mukatsauka panzira yandiri kukurayirai nhasi, kuti mutevere vamwe vanamwari vamusina kuziva. Jeremiya 13:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Vanhu ava vakaipa vari kuramba kuteerera mashoko angu,+ vari kufamba mukuoma kwemwoyo yavo+ uye vanoramba vachitevera vamwe vanamwari kuti vavashumire uye kuti vavakotamire,+ vachavawo sebhandi iri risina charakakodzera.’
19 “Zvino kana mukangokanganwa Jehovha Mwari wenyu, mukatevera vamwe vanamwari movashumira uye movakotamira, ndinokupupurirai nhasi kuti muchaparara zvachose.+
28 kutukwa,+ kana mukasateerera mirayiro yaJehovha Mwari+ wenyu uye mukatsauka panzira yandiri kukurayirai nhasi, kuti mutevere vamwe vanamwari vamusina kuziva.
10 Vanhu ava vakaipa vari kuramba kuteerera mashoko angu,+ vari kufamba mukuoma kwemwoyo yavo+ uye vanoramba vachitevera vamwe vanamwari kuti vavashumire uye kuti vavakotamire,+ vachavawo sebhandi iri risina charakakodzera.’