Dheuteronomi 4:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 ndinoshevedza matenga nenyika kuti zvikupupurirei nhasi,+ kuti chokwadi muchakurumidza kuparara panyika yamuri kuyambukira Jodhani kuti munoitora, ive yenyu. Hamuzovi nemazuva mazhinji pairi, nokuti chokwadi muchatsakatiswa.+ Dheuteronomi 30:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 ndinokuudzai nhasi kuti chokwadi muchaparara.+ Hamuzovi nemazuva mazhinji panyika yamuchayambukira Jodhani kuti muitore ive yenyu. Joshua 23:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 chokwadi zivai kuti Jehovha Mwari wenyu haazorambi achidzinga marudzi aya nokuda kwenyu;+ achava kwamuri chiteyeso nomusungo uye tyava ine zvinobaya kumativi enyu+ uye minzwa mumaziso enyu kusvikira maparara panyika iyi yakanaka yamakapiwa naJehovha Mwari wenyu.+ 1 Samueri 12:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Asi kana mukaita zvakaipa kwazvo, muchaparadzwa,+ imi namambo wenyu.”+
26 ndinoshevedza matenga nenyika kuti zvikupupurirei nhasi,+ kuti chokwadi muchakurumidza kuparara panyika yamuri kuyambukira Jodhani kuti munoitora, ive yenyu. Hamuzovi nemazuva mazhinji pairi, nokuti chokwadi muchatsakatiswa.+
18 ndinokuudzai nhasi kuti chokwadi muchaparara.+ Hamuzovi nemazuva mazhinji panyika yamuchayambukira Jodhani kuti muitore ive yenyu.
13 chokwadi zivai kuti Jehovha Mwari wenyu haazorambi achidzinga marudzi aya nokuda kwenyu;+ achava kwamuri chiteyeso nomusungo uye tyava ine zvinobaya kumativi enyu+ uye minzwa mumaziso enyu kusvikira maparara panyika iyi yakanaka yamakapiwa naJehovha Mwari wenyu.+