Genesisi 31:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Baba venyu vakandinyengedza, vakachinja mubayiro wangu kagumi, asi Mwari haana kuvabvumira kuti vandikuvadze.+ Jobho 11:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Kutaura kwako kusina zvakunobatsira kungaita kuti vanhu vanyarare here,Uye ucharamba uchingonyomba pasina munhu anokutsiura here?+
7 Baba venyu vakandinyengedza, vakachinja mubayiro wangu kagumi, asi Mwari haana kuvabvumira kuti vandikuvadze.+
3 Kutaura kwako kusina zvakunobatsira kungaita kuti vanhu vanyarare here,Uye ucharamba uchingonyomba pasina munhu anokutsiura here?+