1 Madzimambo 18:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino tumirai shoko, muunganidze vaIsraeri vose kwandiri paGomo reKameri,+ nevaprofita vaBhaari+ mazana mana nemakumi mashanu nevaprofita vedanda dzvene+ mazana mana, vanodyira patafura yaJezebheri.”+ Jeremiya 23:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 “Ndakaona chinhu chisina kukodzera muvaprofita vokuSamariya.+ Vakaita sevaprofita vakamutswa naBhaari,+ uye vanoramba vachidzungairisa vanhu vangu, ivo vaIsraeri.+
19 Zvino tumirai shoko, muunganidze vaIsraeri vose kwandiri paGomo reKameri,+ nevaprofita vaBhaari+ mazana mana nemakumi mashanu nevaprofita vedanda dzvene+ mazana mana, vanodyira patafura yaJezebheri.”+
13 “Ndakaona chinhu chisina kukodzera muvaprofita vokuSamariya.+ Vakaita sevaprofita vakamutswa naBhaari,+ uye vanoramba vachidzungairisa vanhu vangu, ivo vaIsraeri.+