Zvirevo 29:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Munhu anongoramba achitsiurwa+ asi achiomesa mutsipa wake+ achangoerekana atyorwa, uye haazombopori.+ Amosi 2:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nzvimbo yokuti anomhanya kwazvo atizire kwairi ichaparara,+ hapana ane simba achawedzera simba rake, uye hapana murume ane simba achapukunyutsa mweya wake.+
29 Munhu anongoramba achitsiurwa+ asi achiomesa mutsipa wake+ achangoerekana atyorwa, uye haazombopori.+
14 Nzvimbo yokuti anomhanya kwazvo atizire kwairi ichaparara,+ hapana ane simba achawedzera simba rake, uye hapana murume ane simba achapukunyutsa mweya wake.+