Pisarema 73:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Nokuti tarirai! vaya vanoramba vari kure nemi vachaparara.+Muchaita kuti vanhu vose vanokusiyai nokuita unzenza vanyarare.+ Isaya 1:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Vanomukira nevanotadza vachaparara panguva imwe chete,+ uye vaya vanosiya Jehovha vachapera.+
27 Nokuti tarirai! vaya vanoramba vari kure nemi vachaparara.+Muchaita kuti vanhu vose vanokusiyai nokuita unzenza vanyarare.+